Isaya 46:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiri kuswededza pedyo kururama kwangu, hakusi kure; uye ruponeso rwangu haruzononotswi. Ndichapa ruponeso kuZioni, nokubwinya kwangu kuna Israeri.

Isaya 46

Isaya 46:4-13