Isaya 45:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwaJakobho muranda wangu, nokwaIsraeri musanangurwa wangu, ndinokudana nezita rako, uye ndinoisa pamusoro pako zita rokukudzwa, kunyange iwe usingandizivi.

Isaya 45

Isaya 45:2-8