Isaya 45:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakapika neni pachangu, muromo wangu wakataura nokururama kwose shoko risingazoshandurwi: Mabvi ose achapfugama pamberi pangu; ndimi dzose dzichapika neni.

Isaya 45

Isaya 45:16-25