Isaya 45:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paridzai zvichauya, muzvibudise: ngavarangane pamwe chete. Ndianiko akazvitaura kare, ndiani akazvireva kubva kare nakare? Handizini Jehovha here? Uye kunze kwangu ini hakuna Mwari, Mwari akarurama noMuponesi; hakuna mumwe asi ini.

Isaya 45

Isaya 45:19-23