Isaya 45:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handina kutaura ndiri pakavanda, ndichibva kumwe kunyika yerima; handina kuti kuvana vaJakobho, ‘Nditsvakei pasina.’ Ini, Jehovha ndinotaura chokwadi; ndinoparidza zvakarurama.

Isaya 45

Isaya 45:16-23