Isaya 44:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri noMudzikinuri, Jehovha Wamasimba Ose: Ndini wokutanga uye ndini wokupedzisira; kunze kwangu hakuna Mwari.

Isaya 44

Isaya 44:1-12