Isaya 44:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

anozadzisa mashoko omuranda wake, uye anozadzisa zvakaprofitwa nenhume dzake,anoti kuJerusarema, ‘Richagarwa,’nokumaguta eJudha, ‘Achavakwa,’nokumatongo awo, ‘Ndichaavandudza,’

Isaya 44

Isaya 44:16-28