Isaya 44:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha, mudzikinuri wako, iye akakuumba uri mudumbu:“Ndini Jehovha, akaita zvinhu zvose, iye oga akatatamura matenga, akatambanudza nyika oga.

Isaya 44

Isaya 44:21-28