Isaya 44:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, iye akakuita, akauumba mudumbu uye iye achakubatsira: Usatya, iwe Jakobho, muranda wangu, Jeshuruni, wandakasarudza.

Isaya 44

Isaya 44:1-9