Isaya 44:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havana chavanoziva, havanzwisisi chinhu, meso avo akanamwa kuitira kuti varege kuona, uye ndangariro dzavo dzakafukidzirwa kuitira kuti varege kunzwisisa. Hapana anombomira kuti afunge,

Isaya 44

Isaya 44:10-21