Isaya 44:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatema misidhari, kana zvimwe akatora musipuresi kana muouki. Akaurega uchikura pakati pemiti yesango, kana kuti akasima mupaini, mvura ikaita kuti ukure.

Isaya 44

Isaya 44:7-15