Isaya 43:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hauna kundivigira makwai ezvipiriso zvinopiswa, kana kundikudza nezvibayiro zvako. Handina kukuremedza nezvipiriso zvezviyo, kana kukunetesa nokuda zvinonhuwira.

Isaya 43

Isaya 43:19-28