Isaya 43:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvikara zvesango zvinondikudza, makava namazizi, nokuti ndinozvipa mvura mugwenga nehova musango, kuti ndipe vanhu vangu chokunwa, vasanangurwa vangu,

Isaya 43

Isaya 43:18-27