Isaya 43:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

iye akabudisa ngoro namabhiza, hondo pamwe chete nezvinosimbisa, vakavata ipapo, havana kuzombomukazve, vadzimwa, vadzimwa somwenje,

Isaya 43

Isaya 43:10-23