Isaya 42:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiani akarega Jakobho achipambwa, akaendesa Israeri kuvapambi? Akanga asiri Jehovha here, iye watakatadzira? Nokuti havana kuda kutevera nzira dzake; havana kuteerera murayiro wake.

Isaya 42

Isaya 42:14-25