Isaya 42:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ava ndivo vanhu vakapambwa uye vakabirwa, vose vakasungwa mumakomba kana kuti vakavanzwa mumatorongo. Vakava vabatwa, pasina anovarwira; vakaitwa chinhu chakapambwa, pasina anoti, “Vadzoserei kwavakabva.”

Isaya 42

Isaya 42:20-24