Isaya 42:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndianiko bofu, asi muranda wangu, uye matsi kufanana nenhume yandinotuma? Ndianiko bofu rakafanana naiye akazvipira kwandiri, kana bofu rakafanana nomuranda waJehovha?

Isaya 42

Isaya 42:16-25