Isaya 42:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ivo vanovimba nezvifananidzo, vanoti kune zvakaumbwa, ‘Ndimi vamwari vedu,’ vachadzoserwa shure mukunyadziswa kukuru.

Isaya 42

Isaya 42:15-23