Isaya 42:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha achabuda somunhu ane simba, semhare, achamutsa kushingaira kwake; nokudanidzira, achamutsa kurwa uye achakunda vavengi vake.

Isaya 42

Isaya 42:5-19