Isaya 42:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gwenga namaguta aro ngazvidanidzire; nzvimbo dzinogara Kedhari ngadzifare. Vanhu veSera ngavaimbe nomufaro; ngavapururudze pamusoro pemakomo.

Isaya 42

Isaya 42:4-13