Isaya 41:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndakakutora kubva kumagumo enyika, ndikakudana kubva kumakona ayo ari kure. Ndakati kwauri, ‘Uri muranda wangu,’ ndakakusarudza uye handina kukuramba.

Isaya 41

Isaya 41:1-17