Isaya 41:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiani akabata basa iri akaripedza, akadana marudzi kubva pakutanga? Ini, Jehovha, naiye wokutanga wavo newokupedzisira, ndini iye.”

Isaya 41

Isaya 41:1-13