Isaya 41:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndini akava wokutanga kuudza Zioni kuti, ‘Tarira, ava vari pano!’ Ndakapa kuJerusarema nhume yamashoko akanaka.

Isaya 41

Isaya 41:22-29