Isaya 41:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti vanhu vaone uye vagoziva, varangarire vagonzwisisa, kuti ruoko rwaJehovha rwakaita izvozvi, kuti Mutsvene waIsraeri ndiye akazvisika.

Isaya 41

Isaya 41:18-27