Isaya 41:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndianiko akamutsa mumwe kubva kumabvazuva, akamudana nokururama kuushumiri hwake? Anopa marudzi kwaari, uye anoisa madzimambo pasi pake. Anovashandura vagova guruva nomunondo wake, vagova hundi inopepereswa nemhepo, nouta hwake.

Isaya 41

Isaya 41:1-11