Isaya 41:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti nzizi dziyerere pamitunhu isina miti, namatsime pakati pemipata. Ndichashandura gwenga rikava madziva emvura, nenyika yakaoma ikava matsime.

Isaya 41

Isaya 41:10-27