Isaya 40:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uswa hunooma uye maruva anowa, nokuti mweya waJehovha unofuridzira pamusoro pazvo. Zvirokwazvo vanhu uswa.

Isaya 40

Isaya 40:5-10