Isaya 40:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kubwinya kwaJehovha kucharatidzwa, uye marudzi ose avanhu achazviona. Nokuti muromo waJehovha wazvitaura.”

Isaya 40

Isaya 40:1-6