Isaya 40:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hauzivi here? Hauna kunzwa here? Jehovha ndiye Mwari nokusingaperi, Musiki wamagumo enyika. Haaneti kana kuziya, uye hakuna angayera kunzwisisa kwake.

Isaya 40

Isaya 40:20-31