Isaya 40:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Simudzai meso enyu mutarire kumatenga. Ndianiko akasika zvose izvi? Iye anobudisa nyeredzi imwe imwe, achidzidana imwe neimwe nezita rayo. Nokuda kwesimba rake guru uye noukuru hwesimba rake, hapana kana imwe zvayo inoshayikwa.

Isaya 40

Isaya 40:21-31