Isaya 40:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachangosimwa, vachangodyarwa, vachangodzika midzi muvhu, iye anofuridza pamusoro pavo vachibva vaoma, uye chamupupuri chinovakukura sehundi.

Isaya 40

Isaya 40:22-31