Isaya 40:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiani akabvunzwa naJehovha kuti amujekesere, uye ndiani akamudzidzisa nzira yakanaka? Ndianiko akamudzidzisa ruzivo kana kumuratidza nzira yokunzwisisa?

Isaya 40

Isaya 40:11-22