Isaya 39:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezekia akapindura achiti, “Shoko raJehovha rawataura rakanaka.” Nokuti akafunga kuti, “Pachava norugare nokudzivirirwa pamazuva oupenyu hwangu.”

Isaya 39

Isaya 39:1-8