Muprofita akamubvunza achiti, “Vakaoneiko mumuzinda menyu?”Hezekia akati, “Vakaona zvose zviri mumuzinda mangu. Pakati pepfuma yangu hapana chandisina kuvaratidza.”