Isaya 39:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Merodhaki-Bharadhani mwanakomana waBharadhani mambo weBhabhironi, akatumira matsamba nechipo kuna Hezekia, nokuti akanga anzwa nezvokurwara nokupora kwake.

Isaya 39

Isaya 39:1-6