Isaya 38:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti mumvuri waitwa pazuva udzokere shure nhambwe gumi pamutaro wawanga wafamba pamanera aAhazi.’ ” Saizvozvo zuva rakadzokera shure nhambwe gumi dzarakanga radzika.

Isaya 38

Isaya 38:5-11