Isaya 38:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Enda undoti kuna Hezekia, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wababa vako Dhavhidhi: Ndanzwa munyengetero wako uye ndaona misodzi yako; ndichawedzera makore gumi namashanu paupenyu hwako.

Isaya 38

Isaya 38:1-12