Isaya 38:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Rangarirai henyu, Jehovha, kuti ndakafamba sei nokutendeka pamberi penyu nomwoyo wose nechokwadi uye ndikaita zvakanaka pamberi penyu.” Hezekia akachema kwazvo.

Isaya 38

Isaya 38:1-4