Isaya 38:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vapenyu, ivo vapenyu, ndivo vanokurumbidzai, sezvandiri kuita iye nhasi; madzibaba anoudza vana vavo nezvokutendeka kwenyu.

Isaya 38

Isaya 38:9-20