Isaya 38:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo kutambudzika kwangu kukuru kwakandivigira rugare. Murudo rwenyu makandirwira pagomba rokuparadzwa; makaisa zvivi zvangu zvose shure kwenyu,

Isaya 38

Isaya 38:8-21