Isaya 37:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe musi achinamata ari mutemberi yamwari wake Nisiroki, Adhiramereki naSharezeri, vanakomana vake vakamuuraya nomunondo, ndokutizira kunyika yeArarati. Mwanakomana waEsarihadhoni akamutevera paushe.

Isaya 37

Isaya 37:32-38