Isaya 37:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa waJehovha akabuda akauraya varume zviuru zana namakumi masere nezvishanu pamusasa wavaAsiria. Vanhu vakati vachimuka mangwanani, onei mitumbi yavakafa!

Isaya 37

Isaya 37:33-38