Isaya 37:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwehasha dzako kwandiri uye nokuda kwokuti kusateerera kwako kwasvika munzeve dzangu, ndichaisa chiredzo changu mumhuno dzako namatomu angu mumuromo mako, uye ndichaita kuti udzokere nenzira yawakauya nayo.

Isaya 37

Isaya 37:22-30