Isaya 37:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, Jehovha Mwari wedu, tidzikinurei kubva muruoko rwake, kuitira kuti madzimambo ose enyika azive kuti imi moga, Jehovha, ndimi Mwari.”

Isaya 37

Isaya 37:10-21