Isaya 36:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndavapi pakati pavamwari vendudzi dzose vakambogona kuponesa nyika dzavo kubva kwandiri? Ko, Jehovha achagona seiko kurwira Jerusarema muruoko rwangu?”

Isaya 36

Isaya 36:10-22