Isaya 36:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kusvikira ndauya ndizokutorai, ndigokuendesai kunyika yakaita seyenyu, nyika ine zviyo newaini itsva, nyika ine chingwa neminda yemizambiringa.

Isaya 36

Isaya 36:8-22