Isaya 36:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mukuru wehondo akapindura akati, “Ko, ndakatumwa natenzi wangu kuna tenzi wenyu nemi chete ndisingatauriwo kuvarume vagere parusvingo, ivo vanofanira kudya tsvina yavo nokunwa mvura yavo kufanana nemi here?”

Isaya 36

Isaya 36:6-18