Isaya 35:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jecha rinopisa richashanduka rikava dziva, ivhu rine nyota richava zvitubu zvemvura. Maigara makava noumo maaimbovata, muchamera uswa, netsanga nenhokwe.

Isaya 35

Isaya 35:1-10