Isaya 35:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

richatumbuka; richafara zvikuru uye richapembera nomufaro. Mbiri yeRebhanoni ichapiwa kwariri, kunaka kweKarimeri neSharoni; vachaona kubwinya kwaJehovha, nokunaka kwaMwari wedu.

Isaya 35

Isaya 35:1-7