Isaya 34:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai murugwaro rwaJehovha mugorava: Hapana chimwe chezvinhu izvi chichashayikwa, kana chichashaya shamwari. Nokuti muromo wake ndiwo warayira izvozvo, uye Mweya wake uchavaunganidza pamwe chete.

Isaya 34

Isaya 34:12-17